Autism Awareness Zimbabwe · Free Resource

Visual Communication Pack — Shona

Print and cut, or point to the screen. No words needed.

Category 1 of 6

🏠 Home Routine

😴
MUKA
Wake up
🚽
CHIMBUZI
Toilet
🪥
GEZA MAZINO
Brush teeth
🤲
GEZA MAOKO
Wash hands
👕
PFEKA
Get dressed
🍳
KUDYA KWEMANGWANANI
Breakfast
🏫
CHIKORO
School
🎮
NGUVA YEKUTAMBA
Play time
📺
TV NEFONI
Screen time
🛁
GEZA MUVIRI
Bath time
📖
NGANO
Story time
🌙
KURARA
Sleep
Category 2 of 6

📚 School Routine

🧍
MIRA MUMUTSARA
Line up
🧘
GARAI PASI
Carpet time
📖
KUVERENGA
Reading
✏️
KUNYORA
Writing
🔢
MASVOMHU
Maths
BHUREKI
Break time
🍱
KUDYA KWEMASIKATI
Lunch
🖍️
KUDHIROWA
Art
🎵
MUMHANZI
Music
🏃
KUROVEDZA MUVIRI
P.E. / Exercise
🤫
NGUVA YERUNYARARO
Quiet time
🏠
KUENDA KUMBA
Home time
Category 3 of 6

🚶 Going Out

🚐
KOMBI
Kombi
🚗
MOTA
Car
🚶
KUFAMBA
Walk
CHECHI
Church
🏥
CHIPATARA
Hospital
🛒
CHITORO
Shop
🏪
MUSIKA
Market
👨‍👩‍👧
KUSHANYIRA HAMA
Visit family
MIRIRA
Wait
🤝
BATA RUOKO
Hold hands
🎧
PFEKA MAHEADPHONES
Headphones on
🏠
ENDA KUMBA
Go home
Category 4 of 6

💛 Feelings

😊
NDAFARA
Happy
😢
NDAKASUWA
Sad
😠
NDAKATSAMWA
Angry
😨
NDIRI KUTYA
Scared
😴
NDANETA
Tired
🤩
NDAFARISISA
Excited
😌
NDAKADZIKAMA
Calm
🔊
RUZHA RWAKANYANYA
Too loud
🛑
NDODA KUZORORA
I need a break
🙏
NDODA RUBATSIRO
I need help
🤗
NDIMBUNDIRE
Hug me
🤒
NDIRI KURWARA
I feel sick
Category 5 of 6

💊 Pain & Self-Care

🤕
NDIRI KURWADZIWA
I have pain
🧠
MUSORO URI KURWADZA
My head hurts
🫃
DUMBU RIRI KURWADZA
My tummy hurts
👂
NZEVE DZIRI KURWADZA
My ears hurt
💊
MUSHONGA
Medicine
👩‍⚕️
CHIREMBA
Doctor
👃
FEMA ZVAKADZIKA
Deep breaths
💧
NWA MVURA
Drink water
🛌
ZORORA
Rest
🧼
GEZA KUMESO
Wash face
🪮
KAMA BVUDZI
Brush hair
✂️
GERA BVUDZI
Cut hair
🌙
NGUVA YEKURARA
Bedtime
Category 6 of 6

📅 Timetable Words

▶️
IZVOZVI
Now
⏭️
ZVINOTEVERA
Next
ZVAPERA!
All done!
📅
VHIKI RANGU
My week
1️⃣
MUVHURO
Monday
2️⃣
CHIPIRI
Tuesday
3️⃣
CHITATU
Wednesday
4️⃣
CHINA
Thursday
5️⃣
CHISHANU
Friday
Privacy Policy · Terms & Conditions · Disclaimer · Accessibility